[go: up one dir, main page]
More Web Proxy on the site http://driver.im/Svetuka kuchirochemo

Kuzeza

Kubva Wikipedia

Kuzeza (to dread doing something; hesitate) zvinotaura chinhu chokuti munhu haadi kuita chingava chinotyisa, chinorema kuita, kana chine chimwe chikonzero chokusada kuchiita kana kupfuura nemazviri.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaKongo vanoti zeza (v.i. to be, become or get slack, or loose; to slacken, abate, relax, melt, thaw, give, yield, become weak, to despair, to abandon what one had determined to do).
  • Mururimi rweKikongo vanoti zeza (n. slackness, relaxing, thaw, despair, melt as oil).
  • Mururimi rweKikongo vanoti zezesa (v.t. to cause to loosen, to make slack, slacken, loosen, ease, relax).
  • Mururimi rweKikongo vanoti zezula (v.t. see zezesa above).
  • Mururimi rweKikongo vanoti zezuka (v.i. see zeza above).