Ndira 15
<< | Ndira | >> | ||||
---|---|---|---|---|---|---|
Svo | Mvh | Chp | Cht | Chn | Chs | Mg |
1 | 2 | |||||
3 | 4 | 5 | 6 | 7 | 8 | 9 |
10 | 11 | 12 | 13 | 14 | 15 | 16 |
17 | 18 | 19 | 20 | 21 | 22 | 23 |
24 | 25 | 26 | 27 | 28 | 29 | 30 |
31 | ||||||
2021 |
Ndira 15 musi we gumineshanu we gore paKarenda ya Gregori; pane misi 350 yasara kusvika pakupera kwegore (351 pagore re mucherikwa).
Zviitiko
chinjirudza- 2022 - Kuputika kwakakura kweHunga Tonga, chikwatamabwe chepasi pemvura muTonga, kunotanga nyevero dzetsunami muOstireriya, Kanadha, Chile, Fiji, Japani, Nyuzirandi, Samoa, uye Amerika.[1]
Vakafa
chinjirudza- 2021 - Ellen Gwaradzimba, makumi matanhatu, Gurukota reManicaland; Dzihwamupengo